Jeremiah 36:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jeremia akaraira Baruki, aciti: Ini ndakadziʋiswa, handigoni kupinda mumba maJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Jeremia akataurira Sharuki, akati, “Ini ndakadziviswa, handigoni kuenda kutemberi yaJehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jeremiya akarongera Bharuku kuti, “Ini handichabvumirwi kutsika kumba yaTenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jeremiya akaraira Bharuki, achiti, “Ini ndakadziviswa, handigoni kupinda mumba maJehovha.
Shona 2009?
Jeremiya akaraira Bharuki, achiti, "Ini ndakadziviswa, handigoni kupinda mumba maJehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Jeremiya akaraira Bharuki, achiti, “Ini ndakadziviswa, handigoni kupinda mumba maJehovha.