Jeremiah 36:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀimŋe kunyeŋgetera kwaʋo kucaȿika pamberi paJehova, ʋakadzoka mumŋe nomumŋe panzira yake yakaipa; nokuti kutsamŋa nehasha ɀakarebga naJehova pamsoro paʋanhu aʋa kwakakura kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvimwe vanganyengetera kuna Jehovha uye mumwe nomumwe wavo achadzoka kubva panzira dzake dzakaipa, nokuti kutsamwa nehasha dzakarehwa naJehovha pamusoro pavanhu ava kukuru.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Minyengetero yavo pamwe ingasvike pana Tenzi uyewo kuti munhu wose angabva asiyana nenzira yake yakaipa nokuti Tenzi akataura akatsamwa akashatirwa zvakaipisisa kwazvo nezvavanhu ivava ava.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvimwe kunyengetera kwavo kuchasvika pamberi paJehovha, vakadzoka mumwe nomumwe panzira yake yakaipa; nokuti kutsamwa nehasha zvakarehwa naJehovha pamusoro pavanhu ava kwakakura kwazvo.”
Shona 2009?
Zvimwe kunyengetera kwavo kuchasvika pamberi paJehovha, vakadzoka mumwe nomumwe panzira yake yakaipa; nokuti kutsamwa nehasha zvakarehwa naJehovha pamusoro pavanhu ava zvakakura kwazvo."
Shona SUB 2002 Bible
Zvimwe kunyengetera kwavo kuchasvika pamberi paJehovha, vakadzoka mumwe nomumwe panzira yake yakaipa; nokuti kutsamwa nehasha zvakarehwa naJehovha pamusoro pavanhu ava kwakakura kwazvo.”