Jeremiah 36:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Baruki mŋanakomana waNeria akaita ɀose seɀaakarairwa nomuprofita Jeremia, akaraʋa mubuku mashoko aJehova mumba maJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Bharuki mwanakomana waNeria akaita zvose zvaakataurirwa nomuprofita Jeremia kuti aite; akarava mashoko aJehovha kubva murugwaro rwakapetwa, ari patemberi yaJehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saizvozvowo Bharuku mwanakomana waNeriya akaita zvose zvaakanzi nomuporofita Jeremiya aite zvokundoverengera mazwi aTenzi omubhuku iroro mumba yaTenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Bharuki mwanakomana waNeria akaita zvose sezvaakarairwa nomuporofita Jeremiya, akarava mubhuku mashoko aJehovha mumba maJehovha.
Shona 2009?
Bharuki mwanakomana waNeria akaita zvose sezvaakarairwa nomuporofita Jeremiya akarava mubhuku mashoko aJehovha mumba maJehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Bharuki mwanakomana waNeria akaita zvose sezvaakarairwa nomuporofita Jeremiya, akarava mubhuku mashoko aJehovha mumba maJehovha.