Jeremiah 36:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino negore recishanu raJehoiakimi mŋanakomana waJosia, mambo waJuda, nomŋedzi wepfumbamŋe, ʋanhu ʋose ʋeJerusarema, naʋanhu ʋose ʋakaŋga ʋabva kumaguta aJuda ʋaciʋuya Jerusarema, ʋakatara zuʋa rokuɀinyima ɀokudya pamberi paJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mumwedzi wechipfumbamwe wegore rechishanu raJehoyakimi mwanakomana waJosia mambo weJudha, nguva yokutsanya pamberi paJehovha yakadanidzirwa kuvanhu vose muJerusarema navose vakanga vabva kumaguta eJudha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mugore rechishanu rokutonga kwaJoyakimu, mwanakomana waJosiya mambo wokwaJudha, mumwedzi wechipfumamwe, vanhu vose vomuJerusaremu pamwechete navanhu vakanga vabva kumaguta okwaJudha vakauya kuJerusaremu vakazvitemera zuva rokutsanya pana Tenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino negore rechishanu raJehoiakimu mwanakomana waJosia, mambo waJudha, nomwedzi wepfumbamwe, vanhu vose veJerusaremu, navanhu vose vakanga vabva kumaguta aJudha vachiuya Jerusaremu, vakatara zuva rokuzvinyima zvokudya pamberi paJehovha.
Shona 2009?
Zvino negore rechishanu raJehoiakimu mwanakomana waJosiya, mambo waJudha, nomwedzi wepfumbamwe, vanhu vose veJerusaremu, navanhu vose vakanga vabva kumaguta aJudha vachiuya Jerusaremu, vakatara zuva rokutsanya pamberi paJehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino negore rechishanu raJehoiakimu mwanakomana waJosiya, mambo waJudha, nomwedzi wepfumbamwe, vanhu vose veJerusaremu, navanhu vose vakanga vabva kumaguta aJudha vachiuya Jerusaremu, vakatara zuva rokuzvinyima zvokudya pamberi paJehovha.