Jeremiah 37:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Zedekia mŋanakomana waJosia wakaɓata ʋushe ari mambo panɀimbo yaKonia mŋanakomana waJehoiakimi, wakaŋga apiwa ʋushe munyika yaJuda naNebukadrezari mambo weBabironi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zedhekia mwanakomana waJosia akagadzwa kuva mambo weJudha naNebhukadhinezari mambo weBhabhironi; iye akabata ushe panzvimbo yaJehoyakini mwanakomana waJehoyakimi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zedhekiya mwanakomana waJosiya akanga aitwa mambo munyika yokwaJudha naNebhukadhireza mambo weBhabhironi akatonga panzvimbo paKoniya mwanakomana waJehoyakimu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Zedhekia mwanakomana waJosia wakabata ushe ari mambo panzvimbo yaKonia mwanakomana waJehoiakimu, wakanga apiwa ushe munyika yaJudha naNebhukadhirezari mambo waBhabhironi.
Shona 2009?
Zvino Zedhekia mwanakomana waJosiya wakabata ushe ari mambo panzvimbo yaKonia mwanakomana waJehoiakimu, wakanga apiwa ushe munyika yaJudha naNebhukadhirezari mambo waBhabhironi.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Zedhekiya mwanakomana waJosiya wakabata ushe ari mambo panzvimbo yaKonia mwanakomana waJehoiakimu, wakanga apiwa ushe munyika yaJudha naNebhukadhineza mambo waBhabhironi.