Jeremiah 37:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino hondo yaʋaKardea yakati yarega kukomba Jerusarema nemhaka yokutya hondo yaFarao,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shure kwokubva kwehondo yavaBhabhironi muJerusarema nokuda kwehondo yaFaro,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino hondo yavaKaridhea zvayakanga yabva Jerusaremu kudaro nokuuya kwakanga kuchiita hondo yaFarao,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino hondo yavaKaradhea yakati yarega kukomba Jerusaremu nemhaka yokutya hondo yaFarao,
Shona 2009?
Zvino hondo yavaKaradhea yakati yarega kukomba Jerusaremu nemhaka yokutya hondo yaFarao,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino hondo yavaKaradhia yakati yarega kukomba Jerusaremu nemhaka yokutya hondo yaFarao,