Jeremiah 37:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jeremia akaɓuɗa Jerusarema aciɗa kuenda kunyika yaʋaBenjamini, kuzopiwa mugoʋe wake’po pakati paʋanhu ʋake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jeremia akatanga kubuda muguta kuti aende kunyika yeBhenjamini kundotora mugove wake wenhaka pakati pavanhu ikoko.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jeremiya akasimuka muJerusaremu oenda kunyika yokwaBhenjamini, kundogoverwa nhaka yake pakati pavanhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jeremiya akabuda Jerusaremu achida kuenda kunyika yavaBhenjamini, kuzopiwa mugove wakepo pakati pavanhu vake.
Shona 2009?
Jeremiya akabuda Jerusaremu achida kuenda kunyika yavaBhenjamini, kuzopiwa mugove wakepo pakati pavanhu vake.
Shona SUB 2002 Bible
Jeremiya akabuda Jerusaremu achida kuenda kunyika yavaBhenjamini, kuzopiwa mugove wakepo pakati pavanhu vake.