Jeremiah 37:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jeremia akati: Inhema, handi ku shandukiriyi ndicienda kuʋaKardea. Asi haana‐kumuterera; ipapo Irija akaɓata Jeremia, akandomuisa kumacinda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jeremia akati, “Handizvo, kwete! Handizi kutiza ndichienda kuvaBhabhironi!” Asi Irija haana kuda kumunzwa; asi akasunga Jeremia ndokumuendesa kumachinda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jeremiya ndokuti, “Handizvo! Handisi kutizira kuvaKaridhea ini!” Asi Iriya haana kumbomuteerera, akabata Jeremiya akamuunza kumachinda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jeremiya akati, “Inhema, handikushandukiriyi ndichienda kuvaKaradhea.” Asi haana kumuterera; ipapo Irija akabata Jeremiya, akandomuisa kumachinda.
Shona 2009?
Jeremiya akati, "Inhema, handikushandukiriyi ndichienda kuvaKaradhea." Asi haana kumuteerera; ipapo Irija akabata Jeremiya, akandomuisa kumachinda.
Shona SUB 2002 Bible
Jeremiya akati, “Inhema, handikushandukiriyi ndichienda kuvaKaradhia.” Asi haana kumuteerera; ipapo Irija akabata Jeremiya, akandomuisa kumachinda.