Jeremiah 37:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Macinda akaitira Jeremia hasha, akamuroʋa, ndokumuisa mutoroŋgo mumba momunyori Jonatani; nokuti ʋakaŋga ʋaiita toroŋgo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ivo vakatsamwira Jeremia vakaita kuti arohwe uye kuti aiswe mutorongo mumba maJonatani munyori, yavakanga vaita torongo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Machinda akabva apengera Jeremiya nehasha, vakamurova vakamuisa mujeri mumba yomunyori, Jonatani nokuti yakanga yaitwa jeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Machinda akaitira Jeremiya hasha, akamurova, ndokumuisa mutorongo mumba momunyori Jonatani; nokuti vakanga vaiita torongo.
Shona 2009?
Machinda akaitira Jeremiya hasha, akamurova, ndokumuisa mutirongo mumba momunyori Jonatani; nokuti vakanga vaiita tirongo.
Shona SUB 2002 Bible
Machinda akaitira Jeremiya hasha, akamurova, ndokumuisa mutorongo mumba momunyori Jonatani; nokuti vakanga vaiita torongo.