Jeremiah 37:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jeremia akati ʋo kunamambo Zedekia: Ndakakutadzirai neiko, imi, kana ʋaranda ʋenyu, kana ʋanhu aʋa, ɀamakandisuŋga mutoroŋgo?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Jeremia akati kuna Mambo Zedhekia, “Mhaka yandakapara nemi kana machinda enyu kana navanhu ava, ndeyeiko kuti mundipfigire mutorongo?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jeremiya akatizve kuna mambo Zedhekiya, “Chii chaizvo chandakakutadzirai imi namakurukota enyu navanhu ava chakakonzera kuti mundiise mujeri?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jeremiya akatiwo kuna mambo Zedhekia, “Ndakakutadzirai neiko, imi, kana varanda venyu, kana vanhu ava, zvamakandisunga mutorongo?
Shona 2009?
Jeremiya akatiwo kuna mambo Zedhekia, "Ndakakutadzirai neiko, imi, kana varanda venyu, kana vanhu ava, zvamakandisunga mutirongo?
Shona SUB 2002 Bible
Jeremiya akatiwo kuna mambo Zedhekiya, “Ndakakutadzirai neiko, imi, kana varanda venyu, kana vanhu ava, zvamakandisunga mutorongo?