Jeremiah 37:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ciɗonzwai henyu, ishe waŋgu mambo; kunyeŋgetera kwaŋgu ŋgakuȿike pamberi penyu, kuti murege kundidzosa ɀe kumba kwomunyori Jonatani, ndirege kufira’po.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi zvino ishe wangu mambo, ndapota inzwai. Regai ndisvitse kwamuri chikumbiro changu: Musandidzoserazve kumba kwaJonatani munyori nokuti ndingafirako.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino chinzwai imi changamire wangu, mambo! Ndateterera hangu donzwaiwo chichemo changu murege kundidzosera kumba kwaJonatani, munyori uya, ndingadaro ndikafirako.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino chidonzwai henyu, ishe wangu mambo; kunyengetera kwangu ngakusvike pamberi penyu, kuti murege kundidzosazve kumba kwomunyori Jonatani, ndirege kufirapo.”
Shona 2009?
Zvino chidonzwai henyu, ishe wangu mambo; kunyengetera kwangu ngakusvike pamberi penyu, kuti murege kundidzosazve kumba komunyori Jonatani, ndirege kufirapo."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino chidonzwai henyu, ishe wangu mambo; kunyengetera kwangu ngakusvike pamberi penyu, kuti murege kundidzosazve kumba kwomunyori Jonatani, ndirege kufirapo.”