Jeremiah 37:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hondo yaFarao yakaŋga yabva ʋo Egipita; ɀino ʋaKardea, ʋakaŋga ʋakakomba Jerusarema, ʋakati ʋacinzwa ɀaʋo, ʋakarega kukomba Jerusarema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hondo yaFaro yakanga yauya ichibva kuIjipiti, zvino vaBhabhironi vakanga vakakomba Jerusarema vakati vanzwa shoko pamusoro pavo, vakabva paJerusarema.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hondo yaFarao yakanga yabuda kuIjipiti, izvovo pazvakasvika munzeve dzavaKaridhea vaiva vakatokomba Jerusaremu vakabva vabva paJerusaremu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hondo yaFarao yakanga yabvawo Ijipiti; zvino vaKaradhea, vakanga vakakomba Jerusaremu, vakati vachinzwa zvavo, vakarega kukomba Jerusaremu.
Shona 2009?
Hondo yaFarao yakanga yabvawo Ijipiti; zvino vaKaradhea, vakanga vakakomba Jerusaremu, vakati vachinzwa zvavo, vakarega kukomba Jerusaremu.
Shona SUB 2002 Bible
Hondo yaFarao yakanga yabvawo Ijipiti; zvino vaKaradhia, vakanga vakakomba Jerusaremu, vakati vachinzwa zvavo, vakarega kukomba Jerusaremu.