Jeremiah 37:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ƲaKardea ʋacaʋuya ɀe ʋacirwa neguta rino; ʋacarikunda, nokuripisa nomŋoto.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vaBhabhironi vachadzokazve vagorwisa guta rino; vacharikunda vagoripisa nomoto.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino vaKaridhea vachadzokazve vozorwisa guta rino, vacharitora vagoriroromesa nomoto.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
VaKaradhea vachauyazve vachirwa neguta rino; vacharikunda, nokuripisa nomoto.’
Shona 2009?
VaKaradhea vachauyazve vachirwa neguta rino; vacharikunda, nokuripisa nomoto.'
Shona SUB 2002 Bible
VaKaradhia vachauyazve vachirwa neguta rino; vacharikunda, nokuripisa nomoto.’