Jeremiah 37:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀanzi naJehova: Musaɀinyeŋgera henyu, muciti: Ɀirokwaɀo, ʋaKardea ʋacabva kwatiri, nokuti haʋaŋgabvi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Zvanzi naJehovha: Musazvinyengera muchifunga kuti, ‘Zvirokwazvo vaBhabhironi vachabva kwatiri.’ Kwete, havangabvi!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvanzi naTenzi musazvifurire henyu muchizviti, ‘VaKaridhea havachambofa vakatsika kwatiri kuno,’ nokuti havasi kuzorega kuuya kuno.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvanzi naJehovha, ‘Musazvinyengera henyu,’ muchiti, ‘Zvirokwazvo, vaKaradhea vachabva kwatiri, nokuti havangabvi.’
Shona 2009?
"Zvanzi naJehovha, `Musazvinyengera henyu,' muchiti, `Zvirokwazvo, vaKaradhea vachabva kwatiri, nokuti havangabvi.'
Shona SUB 2002 Bible
“Zvanzi naJehovha, ‘Musazvinyengera henyu,’ muchiti, ‘Zvirokwazvo, vaKaradhia vachabva kwatiri, nokuti havangabvi.’