Jeremiah 38:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Shefatia mŋanakomana waMatani, naGedaria mŋanakomana waPashuri, naJukari mŋanakomana waSheremia, naPashuri mŋanakomana waMarkija, ʋakanzwa mashoko akataurwa naJeremia kuʋanhu ʋose, aciti:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shefania mwanakomana waMatani naGedharia mwanakomana waPashuri mwanakomana waMarikija vakanzwa zvaitaurwa naJeremia kuvanhu vose paakati,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino Shefatiya mwanakomana waMatani, uye Gedhariya mwanakomana waPashuru uyewo Jukari mwanakomana waSheremiya pamwechete naPashuri mwanakomana waMarikiya, pavakanzwa mashoko aJeremiya aaitaurira vanhu vose okuti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Shefatia mwanakomana waMatani, naGedharia mwanakomana waPashuri, naJukari mwanakomana waSheremiya, naPashuri mwanakomana waMarikija, vakanzwa mashoko akataurwa naJeremiya kuvanhu vose, achiti,
Shona 2009?
Zvino Shefatia mwanakomana waMatani, naGedharia mwanakomana waPashuri, naJukari mwanakomana waSheremiya, naPashuri mwanakomana waMarikija, vakanzwa mashoko akataurwa naJeremiya kuvanhu vose, achiti,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Shefatia mwanakomana waMatani, naGedharia mwanakomana waPashuri, naJukari mwanakomana waSheremiya, naPashuri mwanakomana waMarikija, vakanzwa mashoko akataurwa naJeremiya kuvanhu vose, achiti,