Jeremiah 38:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo mambo akaraira muEtiopia Ebedi‐mereki, akati: Tora pano ʋanhu ʋanamakumi matatu, undoɓuɗisa muprofita Jeremia mugomba asati afa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo mambo akarayira Ebhedhi-Mereki muEtiopia, akati, “Tora varume makumi matatu pano uende navo mundobudisa muprofita Jeremia mugomba asati afa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo ndokutuma Ebhedhimereki, munhu wokuItiopia achiti, “Chitora varume vatatu pano apa uende navo kundoburitsa muporofita Jeremiya mumugodhi macho asati afa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo mambo akaraira muItiopia Ebhedhimereki, akati, “Tora pano vanhu vana makumi matatu, unobudisa muporofita Jeremiya mugomba asati afa.”
Shona 2009?
Ipapo mambo akaraira muItiopia Ebhedhimereki, akati, "Tora pano vanhu vana makumi matatu, unobudisa muporofita Jeremiya mugomba asati afa."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo mambo akaraira muItiopia Ebhedhimereki, akati, “Tora pano vanhu vana makumi matatu, unobudisa muporofita Jeremiya mugomba asati afa.”