Jeremiah 38:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
MuEtiopia Ebedi‐mereki akati kunaJeremia: Ɀino ciisai mamvemve awa neŋguʋo dzakasakara muhapxa dzenyu munyasi mamaɓote. Jeremia akaita saiɀoɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
EbhedhiMereki muEtiopia akati kuna Jeremia, “Isa mamvemve nenguo dzakasakara idzi muhapwa dzako kuti zviputire tambo.” Jeremia akaita saizvozvo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ebhedhimereki munhu wokuItiopia uya akati kuna Jeremiya, “Isa mamvemve namarengenya ayo muhapwa dzako, pakati pehapwa dzako netambo.” Jeremiya akaita saizvozvowo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
MuItiopia Ebhedhimereki akati kuna Jeremiya, “Zvino chiisai mamvemve awa nenguo dzakasakara muhapwa dzenyu munyasi mamabote.” Jeremiya akaita saizvozvo.
Shona 2009?
Multiopia Ebhedhimereki akati kuna Jeremiya, "Zvino chiisai mamvemve awa nenguvo dzakasakara muhapwa dzenyu munyasi. mamabote." Jeremiya akaita saizvozvo.
Shona SUB 2002 Bible
MuItiopia Ebhedhimereki akati kuna Jeremiya, “Zvino chiisai mamvemve awa nenguo dzakasakara muhapwa dzenyu munyasi mamabote.” Jeremiya akaita saizvozvo.