Jeremiah 38:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Jeremia akati kunaZedekia: Kana ndikakuziʋisai iɀoɀo, hamuŋgatoŋgondiʋurayi here? Kana ndikakupai zano, hamuŋganditereri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jeremia akati kuna Zedhekia, “Kana ndikakupai mhinduro, hamuzondiurayi here? Kunyange ndikakupai zano, hamunganditeereri.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jeremiya akapindura Zedhekiya achiti, “Kana ndikakutaurirai chokwadi hamuzondiuraya here? Kunyange ndikakurumai nzeve hamumbofa makandinzwa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Jeremiya akati kuna Zedhekia, “Kana ndikakuzivisai izvozvo, hamungatongondiurayi here? Kana ndikakupai zano, hamunganditereri.”
Shona 2009?
Ipapo Jeremiya akati kuna Zedhekia, "Kana ndikakuzivisai izvozvo, hamungatongondiurayi here? Kana ndikakupai zano, hamunganditeereri."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Jeremiya akati kuna Zedhekiya, “Kana ndikakuzivisai izvozvo, hamungatongondiurayi here? Kana ndikakupai zano, hamunganditereri.”