Jeremiah 38:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo mambo Zedekia akati kunaJeremia: Ndinotya ʋaJuda, ʋaka ti shandukira ʋakaenda kuʋaKardea, ɀimŋe ʋaŋgandiisa mumaʋoko aʋo, iʋo ʋakandiseka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo Zedhekia akati kuna Jeremia, “Ndinotya vaJudha vakaenda kuvaBhabhironi, kuti vaBhabhironi vangangondiisa mumaoko avo vakandiitira zvakaipa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo Zedhekiya akati kuna Jeremiya, “Ndiri kutya vaJudha vakatizira kuvaKaridhea ndingazongoiswa mumaoko avo vakandionesa nhamo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo mambo Zedhekia akati kuna Jeremiya, “Ndinotya vaJudha, vakatishandukira vakaenda kuvaKaradhea, zvimwe vangandiisa mumaoko avo, ivo vakandiseka.”
Shona 2009?
Ipapo mambo Zedhekia akati kuna Jeremiya, "Ndinotya vaJudha, vakatishandukira vakaenda kuvaKaradhea, zvimwe vangandiisa mumaoko avo, ivo vakandiseka."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo mambo Zedhekiya akati kuna Jeremiya, “Ndinotya vaJudha, vakatishandukira vakaenda kuvaKaradhia, zvimwe vangandiisa mumaoko avo, ivo vakandiseka.”