Jeremiah 38:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀanzi naJehova: Aninani unorambira muguta rino ucaʋurawa nomunondo, nenzara, ʋuye nehosha yakaipa, asi unoɓuɗa akaenda kuʋaKardea ucararama, ʋupenyu bgake ʋucaʋa kwaari cinhu cakapambga, ucararama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Zvanzi naJehovha, ‘Ani naani achagara muguta rino achafa nomunondo, nenzara kana denda, asi ani naani achazvipira kuvaBhabhironi achararama. Achatiza noupenyu hwake; iye achararama.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Zvanzi naTenzi anenge agara muguta rino achafa rufu rwebakatwa neshangwa yenzara nedenda asi anenge abuda achindozvipereka kuvaKaridhea achararama. Achapunyuka noupenyu hwake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvanzi naJehovha, ‘Ani naani unorambira muguta rino uchaurawa nomunondo, nenzara, uye nehosha yakaipa, asi unobuda akaenda kuvaKaradhea uchararama, hupenyu hwake huchava kwaari chinhu chakapambwa, uchararama.’ ”
Shona 2009?
"Zvanzi naJehovha, `Ani naani unorambira muguta rino uchaurawa nomunondo, nenzara, uye nehosha yakaipa, asi unobuda akaenda kuvaKaradhea uchararama, hupenyu hwake huchava kwaari chinhu chakapambwa, uchararama.' "
Shona SUB 2002 Bible
“Zvanzi naJehovha, ‘Ani naani unorambira muguta rino uchaurayiwa nomunondo, nenzara, uye nechirwere chakaipa, asi anobuda akaenda kuvaKaradhia uchararama, upenyu hwake huchava kwaari chinhu chakapambwa, uchararama.’ ”