Jeremiah 38:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Zedekia akati kunaJeremia: Ŋgakurege kuʋa nomunhu unoziʋiswa mashoko awa, ipapo iwe hauŋgaʋurawi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Zedhekia akati kuna Jeremia, “Ngakurege kuva nomunhu anoziva zvatakurukura izvi nokuti angafa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zedhekiya akabva ati kuna Jeremiya, “Rega kuva newaunozozivisa hurukuro iyoyi nezvo kufa, hauzofa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Zedhekia akati kuna Jeremiya, “Ngakurege kuva nomunhu unoziviswa mashoko awa, ipapo iwe haungaurawi.
Shona 2009?
Ipapo Zedhekia akati kuna Jeremiya, "Ngakurege kuva nomunhu unoziviswa mashoko awa, ipapo iwe haungaurawi.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Zedhekiya akati kuna Jeremiya, “Ngakurege kuva nomunhu unoziviswa mashoko awa, ipapo iwe haungaurawi.