Jeremiah 38:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kana macinda akanzwa kuti ndakataura newe, ʋakaʋuya kwauri, ʋaciti: Citiziʋisa ɀino ɀawaʋudza mambo; usatiʋanzira iɀoɀo, isu tigosakuʋuraya; ʋuye ʋo ɀose ɀawakaʋudzwa namambo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana machinda akanzwa kuti ndakataura newe, vakauya kwauri vachiti, ‘Tiudze zvawataura kuna mambo uye zvarehwa namambo kwauri; usativanzira kuti tirege kukuuraya,’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana machinda akanzwa kuti ndakurukura newe, akauya kwauri achiti, ‘Tiudzeiwo zvawataura kuna mambo nezvawazotaurirwawo namambo. Rega kana kuva nechaunotivanzira, isu hatizokuuraya,’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Asi kana machinda akanzwa kuti ndakataura newe, vakauya kwauri, vachiti, ‘Chitizivisa zvino zvawaudza mambo; usativanzira izvozvo, isu tigosakuuraya; uyewo zvose zvawakaudzwa namambo.’
Shona 2009?
"Asi kana machinda akanzwa kuti ndakataura newe, vakauya kwauri, vachiti, `Chitizivisa zvino zvawaudza mambo, usativanzira izvozvo, isu tigosakuuraya; uyewo zvose zvawakaudzwa namambo.'
Shona SUB 2002 Bible
“Asi kana machinda akanzwa kuti ndakataura newe, vakauya kwauri, vachiti, ‘Chitizivisa zvino zvawaudza mambo; usativanzira izvozvo, isu tigosakuuraya; uyewo zvose zvawakaudzwa namambo.’