Jeremiah 38:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ipapo uti kwaʋari: Ndakaȿitsa munyeŋgetero waŋgu kunamambo, kuti arege kundidzosa kumba kwaJonatani, kuti ndifire’ko.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
ipapo uvaudze kuti, ‘Ndanga ndichikumbira kuna mambo kuti arege kundidzoserazve kuimba yaJonatani kuti ndinofirako.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
uti kwavari, ‘Ndakasvitsa chichemo changu kuna mambo ndichiteterera kuti varege kundidzosera kumba kwaJonatani ndirege kufirako.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ipapo uti kwavari, ‘Ndakasvitsa munyengetero wangu kuna mambo, kuti arege kundidzosa kumba kwaJonatani, kuti ndifireko.’ ”
Shona 2009?
"Ipapo uti kwavari, `Ndakasvitsa munyengetero wangu kuna mambo, kuti arege kundidzosa kumba kwaJonatani, kuti ndifireko.' "
Shona SUB 2002 Bible
“Ipapo uti kwavari, ‘Ndakasvitsa munyengetero wangu kuna mambo, kuti arege kundidzosa kumba kwaJonatani, kuti ndifireko.’ ”