Jeremiah 38:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mambo Zedekia ndokuti: Tarirai, uri pamaʋoko enyu, nokuti mambo haaŋgaiti cinhu camusiŋgaɗi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo Zedhekia akapindura akati, “Ari mumaoko enyu, Mambo haana zvaangagona kupikisana nemi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo Zedhekiya akati, “Inga wani ari mumaoko menyu nokuti mambo hapana chaangaite chinopesana nemi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mambo Zedhekia ndokuti, “Tarirai, uri pamaoko enyu, nokuti mambo haangaiti chinhu chamusingadi.”
Shona 2009?
Mambo Zedhekia ndokuti, "Tarirai, uri pamaoko enyu, nokuti mambo haangaiti chinhu chamusingadi."
Shona SUB 2002 Bible
Mambo Zedhekiya ndokuti, “Tarirai, uri pamaoko enyu, nokuti mambo haangaiti chinhu chamusingadi.”