Jeremiah 38:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ishe waŋgu mambo, ʋanhu aʋa ʋakaita ɀakaipa paɀose ɀaʋakaitira muprofita Jeremia, waʋakakandira mugomba; ɀino iye uneŋge ucafira panɀimbo iyo paari, nemhaka yenzara; nokuti hakucineciŋgwa muguta.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakamukanda mugomba umo maachaziya nenzara akafa kana chingwa chapera muguta.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Changamire wangu mambo, varume ava vaita chinhu chakaipa kwazvo pazvinhu zvose zvazvo zvavaita kuno muporofita Jeremiya nokumukanda kwavamuita mumugodhi. Jeremiya achafira imomo nenzara nokuti hapasisina kana chingwa chasara muguta muno.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ishe wangu mambo, vanhu ava vakaita zvakaipa pazvose zvavakaitira muporofita Jeremiya, wavakakandira mugomba; zvino iye unenge uchafira panzvimbo iyo paari, nemhaka yenzara; nokuti hakuchina chingwa muguta.”
Shona 2009?
"Ishe wangu mambo, vanhu ava vakaita zvakaipa pazvose zvavakaitira muporofita Jeremiya, wavakakandira mugomba; zvino iye unenge uchafira panzvimbo iyo paari, nemhaka yenzara; nokuti hakuchina chingwa muguta."
Shona SUB 2002 Bible
“Ishe wangu mambo, vanhu ava vakaita zvakaipa pazvose zvavakaitira muporofita Jeremiya, wavakakandira mugomba; zvino iye unenge uchafira panzvimbo iyo paari, nemhaka yenzara; nokuti hakuchina chingwa muguta.”