Jeremiah 39:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino shoko raJehova rakaȿika kunaJeremia, paŋguʋa yaakaŋga akapfigirwa muruʋazhe rwaʋarindi, riciti:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shoko raJehovha rakasvika kuna Jeremia achakapfigirwa muruvazhe rwavarindi, richiti,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Shoko raTenzi rakauya kuna Jeremiya paakanga achakapfigirwa munhandare yavachengetedzi vokwamambo richiti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino shoko raJehovha rakasvika kuna Jeremiya, panguva yaakanga akapfigirwa muruvazhe rwavarindi, richiti,
Shona 2009?
Zvino shoko raJehovha rakasvika kuna Jeremiya, panguva yaakanga akapfigirwa muruvazhe rwavarindi, richiti,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino shoko raJehovha rakasvika kuna Jeremiya, panguva yaakanga akapfigirwa muruvazhe rwavarindi richiti,