Jeremiah 39:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi iwe ndicakurwira nezuʋa iro — ndiɀo ɀinotaura Jehova; iwe hauŋgaiswi mumaʋoko aʋanhu ʋaunotya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi iwe ndichakurwira pazuva iro, ndizvo zvinotaura Jehovha, haungaiswi mumaoko evaunotya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi pazuva iroro ini ndichakununura, ndizvo zviri kutaura Tenzi. Uye hausi kuzofa wakaiswa mumaoko avarume vauri kutya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi iwe ndichakurwira nezuva iro, ndizvo zvinotaura Jehovha; iwe haungaiswi mumaoko avanhu vaunotya.
Shona 2009?
Asi iwe ndichakurwira nezuva iro, ndizvo zvinotaura Jehovha; iwe haungaiswi mumaoko avanhu vaunotya.
Shona SUB 2002 Bible
Asi iwe ndichakurwira nezuva iro, ndizvo zvinotaura Jehovha; iwe haungaiswi mumaoko avanhu vaunotya.