Jeremiah 39:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ɀirokwaɀo ndicakuponesa, hauŋgaʋurawi nomunondo, asi ʋupenyu bgako ʋucaʋa kwauri cinhu cakapambga, ɀawakaʋimba neni — ndiɀo ɀinotaura Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichakuponesa; haungaurayiwi nomunondo asi uchatiza noupenyu hwako, nokuti unovimba neni, ndizvo zvinotaura Jehovha.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chiripo chaicho ndechokuti ndichatokununura chete uye hausi kuzofa rufu rwebakatwa. Asi uchapunyuka noupenyu hwako nokuti wakavimba neni. Ndizvo zviri kutaura Tenzi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti zvirokwazvo ndichakuponesa, haungaurawi nomunondo, asi hupenyu hwako huchava kwauri chinhu chakapambwa, zvawakavimba neni, ndizvo zvinotaura Jehovha.”
Shona 2009?
Nokuti zvirokwazvo ndichakuponesa, haungaurawi nomunondo, asi hupenyu hwako huchava kwauri chinhu chakapambwa, zvawakavimba neni, ndizvo zvinotaura Jehovha."
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti zvirokwazvo ndichakuponesa, haungaurawi nomunondo, asi upenyu hwako huchava kwauri chinhu chakapambwa, zvawakavimba neni, ndizvo zvinotaura Jehovha.”