Jeremiah 39:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Zedekia mambo waJuda naʋarwi ʋose ʋakati ʋaciʋaʋona ʋakatiza, ʋakaɓuɗa muguta ʋusiku, ʋacienda nenzira yokumunda wamambo, napasuʋo raiʋa pakati pamaȿiŋgo maʋiri; akaɓuɗa acienda kumapani.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zedhekia mambo weJudha navarwi vose vakati vavaona, vakatiza; vakabuda muguta usiku vakaenda nenzira yokubindu ramambo, napasuo raiva pakati pamasvingo maviri, ndokunanga kuArabha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zedhekiya mambo wokwaJudha navarwi vose vehondo pavakazviona vakatiza muguta nousiku nokubindu rokwamambo napasuo rapakati pemasvingo maviri vakananga kuArabhia.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Zedhekia mambo waJudha navarwi vose vakati vachivaona vakatiza, vakabuda muguta husiku, vachienda nenzira yokumunda wamambo, napasuo raiva pakati pamasvingo maviri; akabuda achienda kumapani.
Shona 2009?
Zvino Zedhekia mambo waJudha navarwi vose vakati vachivaona vakatiza, vakabuda muguta vusiku, vachienda nenzira yokumunda wamambo, napasuo raiva pakati pamasvingo maviri; akabuda achienda kumapani.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Zedhekiya mambo waJudha navarwi vose vakati vachivaona vakatiza, vakabuda muguta usiku, vachienda nenzira yokumunda wamambo, napasuwo raiva pakati pamasvingo maviri; akabuda achienda kumapani.