Jeremiah 39:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi hondo yaʋaKardea yakadziŋgana naʋo, ʋakaɓata Zedekia pamapani eJeriko; ɀino ʋakati ʋamuɓata, ʋakaenda naye kunaNebukadrezari mambo weBabironi paRibra munyika yeHamati, iye akamutoŋga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi hondo yavaBhabhironi yakavadzinganisa ndokubatira Zedhekia mumapani eJeriko. Vakamubata ndokumuendesa kuna Nebhukadhinezari mambo weBhabhironi paRibhira munyika yaHamati kwaakamupa mutongo wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi hondo yavaKaridhea yakavaronda ikabatira Zedhekiya mumapani okuJeriko. Pavakamubata vakamuuyisa kuna Nebhukadhireza mambo weBhabhironi kuguta reRibhura mudunhu reHamati akabva amutemera chirango ipapo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi hondo yavaKaradhea yakadzingana navo, vakabata Zedhekia pamapani eJeriko; zvino vakati vamubata, vakaenda naye kuna Nebhukadhirezari mambo weBhabhironi paRibhira munyika yeHamati, iye akamutonga.
Shona 2009?
Asi hondo yavaKaradhea yakadzingana navo, vakabata Zedhekia pamapani eJeriko; zvino vakati vamubata, vakaenda naye kuna Nebhukadhirezari mambo weBhabhironi paRibhira munyika yeHamati, iye akamutonga.
Shona SUB 2002 Bible
Asi hondo yavaKaradhia yakadzingana navo, vakabata Zedhekiya pamapani eJeriko; zvino vakati vamubata, vakaenda naye kuna Nebhukadhineza mambo weBhabhironi paRibhira munyika yeHamati, iye akamutonga.