Jeremiah 39:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ƲaKardea ʋakapisa imba yamambo, nedzimba dzaʋanhu nomŋoto, ʋakakoromora maȿiŋgo eJerusarema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaBhabhironi vakapisa muzinda wamambo nedzimba dzavanhu vakakoromora masvingo eJerusarema.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaKaridhea vakapisa muzinda wamambo nedzimba dzavanhu vakapaza masvingo eJerusaremu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
VaKaradhea vakapisa imba yamambo, nedzimba dzavanhu nomoto, vakakoromora masvingo eJerusaremu.
Shona 2009?
VaKaradhea vakapisa imba yamambo, nedzimba dzavanhu nomoto, vakakoromora masvingo Jerusaremu.
Shona SUB 2002 Bible
VaKaradhia vakapisa imba yamambo, nedzimba dzavanhu nomoto, vakakoromora masvingo eJerusaremu.