Jeremiah 39:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Nebuzaradani mukuru waʋarindi akatapa ʋanhu ʋakaŋga ʋasara muguta, naʋashanduki ʋakaŋga ʋaʋuya kwaari, naʋamŋe ʋanhu ʋakaŋga ʋasara, akaʋaisa Babironi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nebhukadhinezari mukuru wehondo yavarindi akaendesa kuBhabhironi vanhu vakanga vasara muguta pamwe chete navaya vakanga vazvipira kwaari uye noruzhinji rwavanhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mumwe mukuru wavachengetedzi vokwamambo anonzi Nebhuzaradhani akatapa vanhu vakanga vasara muguta navakanga vatizira kwaari pamwechete navakanga vasina kutizira kwavari vakaenda navo kuBhabhironi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Nebhuzaradhani mukuru wavarindi akatapa vanhu vakanga vasara muguta, navashanduki vakanga vauya kwaari, navamwe vanhu vakanga vasara, akavaisa Bhabhironi.
Shona 2009?
Ipapo Nebhuzaradhani mukuru wavarindi akatapa vanhu vakanga vasara muguta, navashanduki vakanga vauya kwaari, navamwe vanhu vakanga vasara, akavaisa Bhabhironi.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Nebhuzaradhani mukuru wavarindi akatapa vanhu vakanga vasara muguta, navashanduki vakanga vauya kwaari, navamwe vanhu vakanga vasara, akavaisa Bhabhironi.