Jeremiah 4:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀanzi naJehova: Kana muciɗa kudzoka, imi Israeri, kana muciɗa kudzokera kwandiri, kana muciɗa kubvisa ɀinonyaŋgadza ɀenyu pamberi paŋgu, hamuŋgafaniri henyu kudzuŋgaira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Haiwa Israeri, kana muchida kudzoka, dzokai kwandiri,” ndizvo zvinotaura Jehovha. “Kana mukabvisa pamberi pangu zvifananidzo zvenyu zvinonyangadza uye mukasarasikazve,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvanzi naTenzi “Iwe Isiraeri kana wafunga zvokudzoka, kwandiri ndokwaunofanira kudzokera. Kana ukabvisa pandiri pangu zvinondisemesa izvi usingaite mwoyo miviri
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvanzi naJehovha, “Kana muchida kudzoka, imi Isiraeri, kana muchida kudzokera kwandiri, kana muchida kubvisa zvinonyangadza zvenyu pamberi pangu, hamungafaniri henyu kudzungaira.
Shona 2009?
Zvanzi naJehovha, "Kana muchida kudzoka, imwi Isiraeri, kana muchida kudzokera kwandiri, kana muchida kubvisa zvinonyangadza zvenyu pamberi pangu, hamungafaniri henyu kudzungaira.
Shona SUB 2002 Bible
Zvanzi naJehovha, “Kana muchida kudzoka, imi Isiraeri, kana muchida kudzokera kwandiri, kana muchida kubvisa zvinonyangadza zvenyu pamberi pangu, hamungafaniri henyu kudzungaira.