Jeremiah 4:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ndikati: Haiwa, Ishe Jehova, ɀirokwaɀo makanyeŋgera kwaɀo ʋanhu aʋa naʋeJerusarema, ɀamakati: Mucaʋa norugare, nyamba munondo unoɓaya kuȿikira pamŋeya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo ndakati, “Haiwa, Ishe Jehovha, makanyengera kwazvo vanhu ava neJerusarema muchiti, ‘Muchava norugare,’ nyamba munondo uri pahuro dzedu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ini ndokuteterera ndichiti, “Ho baba iwe, nhai Tenzi Mwari, inga marega vanhu ava neJerusaremu iyi vachinyatsonyengedzwa vachinzi, ‘Zvichakunakirai,’ ihwo upenyu hwavo hwatova parumano nehondo yebakatwa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo ndikati, “Haiwa, Ishe Jehovha zvirokwazvo makanyengera kwazvo vanhu ava naveJerusaremu, zvamakati, ‘Muchava norugare, nyamba munondo unobaya kusvikira pamweya.’ ”
Shona 2009?
Ipapo ndikati, "Haiwa, Ishe Jehovha zvirokwazvo makanyengera kwazvo vanhu ava naveJerusaremu, zvamakati, `Muchava norugare, nyamba munondo unobaya kusvikira pamweya.' "
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo ndikati, “Haiwa, Ishe Jehovha zvirokwazvo makanyengera kwazvo vanhu ava naveJerusaremu, zvamakati, ‘Muchava norugare, nyamba munondo unobaya kusvikira pamweya.’ ”