Jeremiah 4:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Neŋguʋa iyo ʋanhu aʋa naʋeJerusarema ʋacaʋudzwa, ɀicinzi: Tarirai mhepo inopisa, inobva kuɀikomo ɀisinemiti murenje, inoʋuya kumukunda waʋanhu ʋaŋgu, isiŋgaʋiŋgi kurudza kana kunatsa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Panguva iyoyo vanhu ava neJerusarema vachaudzwa kuti, “Mhepo inopisa inobva kunzvimbo dzakakwirira dzisina miti mugwenga inovhuvhuta yakananga vanhu vangu, asi isingasarudzi kana kunatsa;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Panguva iyoyo zvichazonzi kuvanhu ivava uye kuJerusaremu, heyo mhepo inopisa inobva kumatunhu akatunhumara kugwenga ichivinga mwanasikana iyeyu, vanhu vangu kwete mhepo yokuurutsisa kana kuchenesa,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nenguva iyo vanhu ava naveJerusaremu vachaudzwa, zvichinzi, “Tarirai mhepo inopisa, inobva kuzvikomo zvisina miti murenje, inouya kumukunda wavanhu vangu, isingavingi kurudza kana kunatsa;
Shona 2009?
Nenguva iyo vanhu ava naveJerusaremu vachaudzwa, zvichinzi, "Tarirai mhepo inopisa, inobva kuzvikomo zvisina miti murenje, inouya kumukunda wavanhu vangu, isingavingi kurudza kana kunatsa;
Shona SUB 2002 Bible
Nenguva iyo vanhu ava naveJerusaremu vachaudzwa, zvichinzi, “Tarirai mhepo inopisa, inobva kuzvikomo zvisina miti murenje, inouya kumukunda wavanhu vangu, isingavingi kurudza kana kunatsa;