Jeremiah 4:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunonzi: Kuparadzwa kunoteʋera kuparadzwa; nokuti nyika yose yaitwa ɗoŋgo; matente aŋgu aparadzwa kamŋe‐kamŋe, namaseiri amatente aŋgu pakarepo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Njodzi inotevera njodzi; nyika yose yava dongo. Kamwe kamwe, matende angu aparadzwa, musha wangu nenguva diki diki,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nhamo dzavirikidzana zvakaomarara, nyika yose yaparadzwa, misasa yangu yematendhe yangoerekana yaparara machira angu okudzikatirisa aparara nenguva isipi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kunonzi, kuparadzwa kunotevera kuparadzwa; nokuti nyika yose yaitwa dongo; matende angu aparadzwa kamwekamwe, namaseiri amatende angu pakarepo.
Shona 2009?
"Kunonzi, kuparadzwa kunotevera kuparadzwa; nokuti nyika yose yaitwa dongo; matende angu aparadzwa kamwekamwe, namaseiri amatende angu pakarepo.
Shona SUB 2002 Bible
“Kunonzi, kuparadzwa kunotevera kuparadzwa; nokuti nyika yose yaitwa dongo; matende angu aparadzwa kamwe–kamwe, namaseiri amatende angu pakarepo.