Jeremiah 4:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ʋanhu ʋaŋgu mapenzi, haʋandiziʋi; ʋakaita ʋana ʋamapenzi, ʋasinenjere, ʋakacenjera pakuita ɀakaipa, asi haʋaneziʋo pakuita ɀakanaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Vanhu vangu mapenzi; havandizivi ini. Vana vasina pfungwa; havanzwisisi. Vakangwarira kuita zvakaipa; havazivi kuita zvakanaka.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti, “Vanhu vangu mazungairwa, ini handivazivi, mazirema evana, havanzwisisi. Vanochamirira kuita zvakaipa asi kuita zvakanaka havamboziva.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti vanhu vangu mapenzi, havandizivi; vakaita vana vamapenzi, vasina njere, vakachenjera pakuita zvakaipa, asi havane zivo pakuita zvakanaka.”
Shona 2009?
Nokuti vanhu vangu mapenzi, havandizivi; vakaita vana vamapenzi, vasina njere, vakachenjera pakuita zvakaipa, asi havane zivo pakuita zvakanaka."
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti vanhu vangu mapenzi, havandizivi; vakaita vana vamapenzi, vasina njere, vakachenjera pakuita zvakaipa, asi havana zivo pakuita zvakanaka.”