Jeremiah 4:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Taurai pakati paJuda, muparidze muJerusarema, muti: Ridzai hwamanda panyika, ɗanidzirai, muti: Ʋuŋganai, tindopinda mumaguta akakomberedzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Zivisai munyika yaJudha uye muparidze muJerusarema muchiti, ‘Ridzai hwamanda munyika yose!’ Danidzirai nesimba muchiti: ‘Unganai pamwe chete! Ngatitizirei kumaguta akakomberedzwa!’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paridzai maJudha'mu muzivise muJerusaremu muti, “Ridzai mabhosvo nomunyika mose mudaidzire kwazvo muchiti, ‘Unganai tiende tindopinda mumaguta etsvingo!’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Taurai pakati paJudha, muparidze muJerusaremu, muti “Ridzai hwamanda panyika,” danidzirai, muti, “Unganai, tindopinda mumaguta akakomberedzwa.
Shona 2009?
Taurai pakati paJudha, muparidze muJerusaremu, muti "Ridzai hwamanda panyika," danidzirai, muti, "Unganai, tindopinda mumaguta akakomberedzwa.
Shona SUB 2002 Bible
Taurai pakati paJudha, muparidze muJerusaremu, muti “Ridzai hwamanda panyika,” danidzirai, muti, “Unganai, tindopinda mumaguta akakomberedzwa.