Jeremiah 40:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋakati kwaari: Munoziʋa here kuti Baarisi, mambo waʋana ʋaAmoni, wakatuma Ishmaeri mŋanakomana waNetania kuzokuʋurayai? Asi Gedaria mŋanakomana waAhikami haana‐kuʋatenda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakati kwaari, “Hauzivi here kuti Bhaarisi mambo wavaAmoni atuma Ishumaeri mwanakomana waNetania kuti azokuuraya?” Asi Gedharia mwanakomana waAhikami haana kuvatenda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vakati kwaari, “Munozviziva here kuti Bhaarisi mambo wevaAmoni akatuma Ishimaeri mwanakomana waNetaniya kuzopfuudza upenyu hwenyu?” Asi Gedhariya mwanakomana waAhikari haana kumbovateerera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakati kwaari, “Munoziva here kuti Bhaarisi, mambo wavana vaAmoni, wakatuma Ishimaeri mwanakomana waNetania kuzokuurayai?” Asi Gedharia mwanakomana waAhikami haana kuvatenda.
Shona 2009?
vakati kwaari, "Munoziva here kuti Bhaarisi, mambo wavana vaAmoni, wakatuma Ishimaeri mwanakomana waNetania kuzokuurayai?" Asi Gedharia mwanakomana waAhikami haana kuvatenda.
Shona SUB 2002 Bible
vakati kwaari, “Munoziva here kuti Bhaarisi, mambo wavana vaAmoni, wakatuma Ishimaeri mwanakomana waNetania kuzokuurayai?” Asi Gedharia mwanakomana waAhikami haana kuvatenda.