Jeremiah 40:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mukuru waʋarindi akatora Jeremia, akati kwaari: Jehova Mŋari wako wakareʋa ɀakaipa iɀi pamsoro penɀimbo ino;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mukuru wavarindi akati awana Jeremia, akati kwaari, “Jehovha Mwari wako akatenda kuti njodzi iyi iwire nzvimbo ino.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mukuru wavachengetedzi wokwamambo uya akatora Jeremiya akamuti, “Tenzi, Mwari wenyu ndiye akati kwaari nzvimbo ino iwirwe nenhamo ino.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mukuru wavarindi akatora Jeremiya, akati kwaari, “Jehovha Mwari wako wakareva zvakaipa izvi pamusoro penzvimbo ino;
Shona 2009?
Mukuru wavarindi akatora Jeremiya, akati kwaari, "Jehovha Mwari wako wakareva zvakaipa izvi pamusoro penzvimbo ino;
Shona SUB 2002 Bible
Mukuru wavarindi akatora Jeremiya, akati kwaari, “Jehovha Mwari wako wakareva zvakaipa izvi pamusoro penzvimbo ino;