Jeremiah 40:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Jeremia akaenda kunaGedaria mŋanakomana waAhikami paMizpa, akagara naye pakati paʋanhu ʋakaŋga ʋakasiyiwa munyika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Jeremia akaenda kuna Gedharia mwanakomana waAhikami paMizipa akandogara naye pakati pavanhu vakanga vasara munyika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jeremiya akabva aenda kuna Gedhariya mwanakomana waAhikamu, kuMizipa akandogara naye mukati mavanhu vakanga vasiyiwa munyikamo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Jeremiya akaenda kuna Gedharia mwanakomana waAhikami paMizipa, akagara naye pakati pavanhu vakanga vakasiyiwa munyika.
Shona 2009?
Ipapo Jeremiya akaenda kuna Gedharia mwanakomana waAhikami paMizipa, akagara naye pakati pavanhu vakanga vakasiyiwa munyika.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Jeremiya akaenda kuna Gedharia mwanakomana waAhikami paMizipa, akagara naye pakati pavanhu vakanga vakasiyiwa munyika.