Jeremiah 40:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋakaʋuya kunaGedaria paMizpa, ʋaiti, Ishmaeri mŋanakomana waNetania, naJohanani naJonatani ʋanakomana ʋaKarea, naSeraia mŋanakomana waTanhumeti, naʋanakomana ʋaEfai muNetofati, naJezania mŋanakomana womuMaakatiti, iʋo naʋanhu ʋaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
vakauya kuna Gedharia paMizipa, Ishumaeri mwanakomana waNetania, Johanani naJonatani vanakomana vaKarea, naSeraya mwanakomana waTanhumeti, mwanakomana waEfai muNetafati, naJaazania mwanakomana womuMaakati, ivo navanhu vavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vakaenda kuna Gedhariya kuMizipa. Paiti: Ishimaeri mwanakomana waNetaniya naJohanani mwanakomana waKarea kwouya Seraya mwanakomana waTanhumeti vokwaEfai wokuNetofa ndokuzoti Jezaniya mwanakomana wokwaMaaka, ivo navarwi vavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakauya kuna Gedharia paMizipa, vaiti, Ishimaeri mwanakomana waNetania, naJohanani naJonatani vanakomana vaKarea, naSeraia mwanakomana waTanhumeti, navanakomana vaEfai muNetofati, naJezania mwanakomana womuMaakatiti, ivo navanhu vavo.
Shona 2009?
vakauya kuna Gedharia paMizipa, vaiti, Ishimaeri mwanakomana waNetania, naJohwanani naJonatani vanakomana vaKarea, naSeraia mwanakomana waTanhumeti, navanakomana vaEfai muNetofati, naJezania mwanakomana womuMaakatiti, ivo navanhu vavo.
Shona SUB 2002 Bible
vakauya kuna Gedharia paMizipa, vaiti, Ishimaeri mwanakomana waNetania, naJohanani naJonatani vanakomana vaKarea, naSeraia mwanakomana waTanhumeti, navanakomana vaEfai muNetofati, naJezania mwanakomana womuMaakatiti, ivo navanhu vavo.