Jeremiah 41:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi Johanani mŋanakomana waKarea, naʋakuru ʋose ʋehondo ʋaiʋa naye, ʋakati ʋacinzwa ɀakaipa ɀose ɀakaitwa naIshmaeri mŋanakomana waNetania,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Johanani mwanakomana waKarea namachinda ose ehondo vaiva naye vakati vanzwa pamusoro pemhaka dzose dzakanga dzaparwa naIshumaeri mwanakomana waNetania,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Johanani mwanakomana waKarea navatungamiriri vose vehondo dzavarwi vaaiva navo pavakanzwa nezvouipi hwakanga hwaitwa naIshimaeri mwanakomana waNataniya,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi Johanani mwanakomana waKarea, navakuru vose vehondo vaiva naye, vakati vachinzwa zvakaipa zvose zvakaitwa naIshimaeri mwanakomana waNetania,
Shona 2009?
Asi Johwanani mwanakomana waKarea, navakuru vose vehondo vaiva naye, vakati vachinzwa zvakaipa zvose zvakaitwa naIshimaeri mwanakomana waNetania,
Shona SUB 2002 Bible
Asi Johanani mwanakomana waKarea, navakuru vose vehondo vaiva naye, vakati vachinzwa zvakaipa zvose zvakaitwa naIshimaeri mwanakomana waNetania,