Jeremiah 41:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋakatora ʋarume ʋose, ʋakandorwa naIshmaeri mŋanakomana waNetania, ʋakamuwana ari pamvura zhinji iri paGibeoni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
vakatora varume vavo vose ndokuenda kundorwa naIshumaeri mwanakomana waNetania. Vakandomubatira pedyo nedziva guru reGibheoni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vakatora varwi vavo vose vakaenda kundorwisa Ishimaeri mwanakomana waNataniya. Vakamusvikira ari padziva guru riri kuGibheoni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakatora varume vose, vakandorwa naIshimaeri mwanakomana waNetania, vakamuwana ari pamvura zhinji iri paGibheoni.
Shona 2009?
vakatora varume vose, vakandorwa naIshimaeri mwanakomana waNetania, vakamuwana ari pamvura zhinji iri paGibhiyoni.
Shona SUB 2002 Bible
vakatora varume vose, vakandorwa naIshimaeri mwanakomana waNetania, vakamuwana ari pamvura zhinji iri paGibheoni.