Jeremiah 41:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Ishmaeri mŋanakomana waNetania naʋarume ʋanegumi ʋaiʋa naye ʋakasimuka, ʋakaɓaya Gedaria mŋanakomana waAhikami, mŋanakomana waShafani, nomunondo, ʋakamuʋuraya, iye wakaŋga agadzwa namambo weBabironi aʋe muɓati wenyika iyo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ishumaeri mwanakomana waNetania navarume gumi vakanga vanaye vakasimuka vakabaya Gedharia mwanakomana waAhikami, mwanakomana waShafani, nomunondo, vakamuuraya iye akanga agadzwa namambo weBhabhironi kuti ave mubati wenyika iyo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ishimaeri mwanakomana waNetaniya negumi ravarume raaiva naro vakasimuka vakabaya Gedhariya mwanakomana waAhikamu mwanakomana waShafani nebakatwa vakamuuraya iye akanga asarudzwa namambo weBhabhironi aitwa sadunhu wenyika iyoyo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Ishimaeri mwanakomana waNetania navarume vane gumi vaiva naye vakasimuka, vakabaya Gedharia mwanakomana waAhikami, mwanakomana waShafani, nomunondo, vakamuuraya, iye wakanga agadzwa namambo weBhabhironi ave mubati wenyika iyo.
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible