Jeremiah 41:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino nezuʋa recipiri rokuʋuraya kwake Gedaria, kusisinomunhu wakaɀiziʋa,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zuva rakatevera kuurayiwa kwaGedharia, pasati pava nomunhu aizviziva,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ramangwana acho mushure mokupondwa kwaGedhariya ikoku pasati pava neazviziva,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino nezuva rechipiri rokuuraya kwake Gedharia, kusisina munhu wakazviziva,
Shona 2009?
Zvino nezuva rechipiri rokuuraya kwake Gedharia, kusisina munhu wakazviziva,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino nezuva rechipiri rokuuraya kwake Gedharia, kusisina munhu wakazviziva,