Jeremiah 41:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino gomba iro makakandira Ishmaeri ɀitunha ɀaʋanhu ʋaakaŋga aʋuraya, pamŋe cete naGedaria (ndiro rakaŋga raitwa namambo Asa nemhaka yokutya Baasha mambo waIsraeri), Ishmaeri mŋanakomana waNetania wakarizadza naʋakaʋurawa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino gomba raakakandira mitumbi yose yavarume vaakanga auraya pamwe chete naGedharia ndiro rakanga racherwa naMambo Asa kuti azvidzivirire kuna Bhaasha mambo weIsraeri. Ishumaeri mwanakomana waNetania akarizadza navakaurayiwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino mumugodhi macho maikanda Ishimaeri zvitunha zvose zvavanhu vaakatsakatisa rakanga riri zimugodhi guru rakacherwa namambo Asa achizvidzivirira kuna Bhaasha mambo weIsiraeri. Ishimaeri mwanakomana waNataniya akarizadza nevaipondwa ivavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino gomba iro makakandira Ishimaeri zvitunha zvavanhu vaakanga auraya, pamwechete naGedharia (ndiro rakanga raitwa namambo Asa nemhaka yokutya Bhaasha mambo waIsiraeri), Ishimaeri mwanakomana waNetania wakarizadza navakaurawa.
Shona 2009?
Zvino gomba iro makakandira Ishimaeri zvitunha zvavanhu vaakanga auraya, pamwechete naGedharia (ndiro rakanga raitwa namambo Asa nemhaka yokutya Bhaasha mambo waIsiraeri), Ishimaeri mwanakomana waNetania wakarizadza navakaurawa.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino gomba iro makakandira Ishimaeri zvitunha zvavanhu vaakanga auraya, pamwechete naGedharia (ndiro rakanga raitwa namambo Asa nemhaka yokutya Bhaasha mambo waIsiraeri), Ishimaeri mwanakomana waNetania wakarizadza navakaurayiwa.