Jeremiah 42:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakuru ʋose ʋehondo, naJohanani mŋanakomana waKarea naJezania mŋanakomana waHoshaia, naʋanhu ʋose kubva kuʋaɗuku kuȿikira kuʋakuru, ʋakasweɗera,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vakuru vose vehondo, pamwe chete naJohanani mwanakomana waKarea naJezania mwanakomana waHoshaya, navanhu vose kubva kuvaduku kusvikira kuvakuru vakasvika,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vatungamiriri vose vehondo dzavarwi naJohanani mwanakomana waKarea naJezaniya mwanakomana waHoshaya pamwechete navanhu vose kubvira kumudukuduku kusvikira kumukuru chaiye
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakuru vose vehondo, naJohanani mwanakomana waKarea naJezania mwanakomana waHoshaia, navanhu vose kubva kuvaduku kusvikira kuvakuru, vakaswedera,
Shona 2009?
Zvino vakuru vose vehondo, naJohwanani mwanakomana waKarea naJezania mwanakomana waHoshaia, navanhu vose kubva kuvaduku kusvikira kuvakuru, vakaswedera,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakuru vose vehondo, naJohanani mwanakomana waKarea naJezania mwanakomana waHoshaia, navanhu vose kubva kuvaduku kusvikira kuvakuru, vakaswedera,