Jeremiah 42:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kana mukati: Hatiɗi kugara munyika ino, saiɀoɀo musiŋgatereri inzwi raJehova Mŋari wenyu,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Kunyange zvakadaro, kana mukati, ‘Hatidi kugara munyika ino,’ nokudaro musingateerere Jehovha Mwari wenyu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Asi kana imi mukati, ‘Hatisi kuda kuramba tiri munyika,’ muchiramba kuteerera izwi raTenzi, Mwari wenyu muchiti henyu,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi kana mukati, ‘Hatidi kugara munyika ino,’ saizvozvo musingatereri inzwi raJehovha Mwari wenyu,
Shona 2009?
Asi kana mukati, `Hatidi kugara munyika ino,' saizvozvo musingateereri inzwi raJehovha Mwari wenyu,
Shona SUB 2002 Bible
Asi kana mukati, ‘Hatidi kugara munyika ino,’ saizvozvo musingateereri izwi raJehovha Mwari wenyu,