Jeremiah 42:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
muciti: Kwete, ticaenda kunyika yeEgipita, kwatisiŋgazoʋoni kurwa, kana kunzwa inzwi rehwamanda, kana kunzwa nzara yeɀokudya, ticandogara’ko;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye kana mukati, ‘Kwete tichaenda kundogara kuIjipiti, kwatisingazooni hondo kana kunzwa hwamanda kana kunzwa nzara yechingwa,’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
‘Kwete isu tichaenda kunyika yeIjipiti kwatisingazoonizve hondo kana kunzwa kurira kwehwamanda kunyange nenzara yechokudya ndokwatichandogara ikoko,’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
muchiti, ‘Kwete, tichaenda kunyika yeIjipiti, kwatisingazooni kurwa, kana kunzwa inzwi rehwamanda, kana kunzwa nzara yezvokudya, tichandogarako;’
Shona 2009?
muchiti, `Kwete, tichaenda kunyika yeIjipiti, kwatisingazooni kurwa, kana kunzwa inzwi rehwamanda, kana kunzwa nzara yezvokudya, tichandogarako;'
Shona SUB 2002 Bible
muchiti, ‘Kwete, tichaenda kunyika yeIjipiti, kwatisingazooni kurwa, kana kunzwa izwi rehwamanda, kana kunzwa nzara yezvokudya, tichandogarako;’